Online Bible

- Reklamy -

Isaya 66:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 “Ndinodaro nokuti, ndinoziva mabasa avo netwavanofunga. Ndiri kuuya kuzounganidza ndudzi dzose dzavanhu nendimi dzose zvadzo vachasvikoona mbiri yangu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Nokuti ndinoziʋa maɓasa aʋo nendaŋgariro dzaʋo; ŋguʋa inoȿika yandicaʋuŋganidza marudzi ose namarimi ose, ʋacaʋuya ʋaciʋona kubginya kwaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Nokuti ndinoziva mabasa avo nendangariro dzavo; nguva inosvika yandichaunganidza marudzi ose namarimi ose, vachauya vachiona kubwinya kwangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 “Ndinodaro nokuti, ndinoziva mabasa avo netwavanofunga. Ndiri kuuya kuzounganidza ndudzi dzose dzavanhu nendimi dzose zvadzo vachasvikoona mbiri yangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 “Ndinodaro nokuti, ndinoziva mabasa avo netwavanofunga. Ndiri kuuya kuzounganidza ndudzi dzose dzavanhu nendimi dzose zvadzo vachasvikoona mbiri yangu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 “Nokuti ini nokuda kwamabasa avo nepfungwa dzavo, ndiri kuuya kuzounganidza marudzi ose nendimi dzose; vachauya uye vachaona kubwinya kwangu.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 66:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy