Online Bible

- Reklamy -

Isaya 66:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Kuti muyamwe zvenyu muchiguta pamazamu aro anonyaradza, kuti munyatsoyamwa muchinakirwa noupfumi hwakawanda hwomukurumbira waro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 kuti mumne, mugute namazamu okunyaradzwa kwaro; kuti mukame, mufadzwe nokuwanda kwembiri yaro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 kuti munwe, mugute namazamu okunyaradzwa kwaro; kuti muyamwe, mufadzwe nokuwanda kwembiri yaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Kuti muyamwe zvenyu muchiguta pamazamu aro anonyaradza, kuti munyatsoyamwa muchinakirwa noupfumi hwakawanda hwomukurumbira waro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Kuti muyamwe zvenyu muchiguta pamazamu aro anonyaradza, kuti munyatsoyamwa muchinakirwa noupfumi hwakawanda hwomukurumbira waro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Nokuti muchanwa mukaguta pamazamu ake anonyaradza; muchanwa zvikuru kwazvo uye muchafadzwa nezvakawanda zvake zvinopfachukira.”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 66:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy