Online Bible

- Reklamy -

Isaya 66:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Pamberi nokufara neguta reJerusaremu muchirifarira imi mose munorida. Farai naro muchipembera nokufara imi mose munorichema.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Farai pamŋe cete neJerusarema, mufare pamsoro paro, imi mose, munoriɗa; farai nomufaro mukuru naro, imi mose munoricema;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 “Farai pamwechete neJerusaremu, mufare pamusoro paro, imi mose munorida; farai nomufaro mukuru naro, imi mose munorichema;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Pamberi nokufara neguta reJerusaremu muchirifarira imi mose munorida. Farai naro muchipembera nokufara imi mose munorichema.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Pamberi nokufara neguta reJerusaremu muchirifarira imi mose munorida. Farai naro muchipembera nokufara imi mose munorichema.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Pemberai pamwe chete neJerusarema uye mufarisise nokuda kwaro, imi mose munorida; farisisai pamwe chete naro, imi mose munochema pamusoro paro.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 66:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy