Online Bible

- Reklamy -

Isaya 65:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vanhu vachavaka dzimba vakatodzigara, vachisima minda yamagirepisi vachitozodyawo michero yayo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ʋacaʋaka dzimba nokugara’mo; ʋacasima minda yemizambiriŋga, nokudya micero yayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Vachavaka dzimba nokugaramo; vachasima minda yemidzambiringa, nokudya michero yayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vanhu vachavaka dzimba vakatodzigara, vachisima minda yamagirepisi vachitozodyawo michero yayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vanhu vachavaka dzimba vakatodzigara, vachisima minda yamagirepisi vachitozodyawo michero yayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Vachavaka dzimba vagogara madziri; vachadyara mazambiringa vagodya michero yawo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 65:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy