Online Bible

- Reklamy -

Isaya 65:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, “Varanda vangu vachadya asi imi muchifa nenzara. Mazvinzwa! Varanda vangu vachanwa asi imi muchifa nenyota. Mazvinzwaka! Varanda vangu vachapembera nokufara, asi imi muchanyadziswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova: Tarirai, ʋaranda ʋaŋgu ʋacadya, asi imi mucaʋa nenzara; tarirai, ʋaranda ʋaŋgu ʋacanwa, asi imi mucaʋa nenyota; tarirai, ʋaranda ʋaŋgu ʋacafara, asi imi mucanyadziswa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha, “Tarirai, varanda vangu vachadya, asi imi muchava nenzara; tarirai, varanda vangu vachanwa, asi imi muchava nenyota; tarirai, varanda vangu vachafara, asi imi muchanyadziswa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, “Varanda vangu vachadya asi imi muchifa nenzara. Mazvinzwa! Varanda vangu vachanwa asi imi muchifa nenyota. Mazvinzwaka! Varanda vangu vachapembera nokufara, asi imi muchanyadziswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, “Varanda vangu vachadya asi imi muchifa nenzara. Mazvinzwa! Varanda vangu vachanwa asi imi muchifa nenyota. Mazvinzwaka! Varanda vangu vachapembera nokufara, asi imi muchanyadziswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: “Varanda vangu vachadya, asi imi muchanzwa nzara; varanda vangu vachanwa, asi imi muchava nenyota; varanda vangu vachafara, asi imi muchanyadziswa.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 65:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy