Isaya 63:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Ko idzo hanzu dzako kutsvuka kudai chii? Sei mbatya dzako kubva dzaita somunhu anga achisvina waini kudai muchisviniro? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ko ŋguʋo yenyu yakatȿuka nei? Ɀokufuka ɀenyu ɀakafanana neɀomunhu unotsika muciȿiniro cewaini neiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Ko nguo yenyu yakatsvuka nei? Zvokufuka zvenyu zvakafanana nezvomunhu anotsika muchisviniro chewaini neiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Ko idzo hanzu dzako kutsvuka kudai chii? Sei mbatya dzako kubva dzaita somunhu anga achisvina waini kudai muchisviniro? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Ko idzo hanzu dzako kutsvuka kudai chii? Sei mbatya dzako kubva dzaita somunhu anga achisvina waini kudai muchisviniro? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Seiko nguo dzenyu dzakatsvuka sedzomunhu anotsika chisviniro chewaini? Viz kapitola |