Online Bible

- Reklamy -

Isaya 63:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Sokutungamirirwa kunoitwa zvipfuwo kubani, Mweya waTenzi wakavapa zororo, saizvozvo makatungamirira vanhu venyu mukazviwanira zita rine mukurumbira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Mŋeya waJehova wakaʋazorodza, seŋombe dzinoɓurukira kumupata; saiɀoɀo makafambisa ʋanhu ʋenyu, kuti muɀiwanire mukurumbira mukuru‐kuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Mweya waJehovha wakavazorodza, semombe dzinoburukira kumupata; saizvozvo makafambisa vanhu venyu, kuti muzviwanire mukurumbira mukuru-kuru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Sokutungamirirwa kunoitwa zvipfuwo kubani, Mweya waTenzi wakavapa zororo, saizvozvo makatungamirira vanhu venyu mukazviwanira zita rine mukurumbira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Sokutungamirirwa kunoitwa zvipfuwo kubani, Mweya waTenzi wakavapa zororo, saizvozvo makatungamirira vanhu venyu mukazviwanira zita rine mukurumbira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 semombe dzinoburukira kubani, vakapiwa zororo noMweya waJehovha. Ndiwo matungamiriro amakaita vanhu venyu kuti muzviitire zita rine mukurumbira.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 63:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy