Isaya 63:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi ivo vakapanduka vakashungurudza Mweya Mutsvene wake, ndokusaka iye akavapindukira oita somuvengi wavo, iye pachake ovarwisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi ʋakamumukira, nokucemedza Mŋeya wake mutȿene; naiɀoɀo wakashanduka, akaʋa muʋeŋgi waʋo, akarwa naʋo amene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi vakamumukira, nokuchemedza Mweya wake mutsvene; naizvozvo akashanduka, akava muvengi wavo, akarwa navo amene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi ivo vakapanduka vakashungurudza Mweya Mutsvene wake, ndokusaka iye akavapindukira oita somuvengi wavo, iye pachake ovarwisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi ivo vakapanduka vakashungurudza Mweya Mutsvene wake, ndokusaka iye akavapindukira oita somuvengi wavo, iye pachake ovarwisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Asi vakamumukira vakachemedza Mweya wake Mutsvene. Saka akashanduka akava muvengi wavo, uye iye amene akarwa navo. Viz kapitola |