Online Bible

- Reklamy -

Isaya 62:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Asi kutoti vanenge vaisa mbesanwa mumatura ndivo vachadzidya vachirumbidza Tenzi, vanenge vatanha magirepisi ndivo vachanwa waini yacho vari munhandare dzeNzvimbo yangu Inoera.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 asi ʋakaɀikohwa ndiʋo ʋacaɀidya, ʋacirumbidza Jehova; ʋakaiʋuŋganidza ndiʋo ʋacainwa pamaʋazhe eimba yaŋgu tȿene.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 asi vakazvikohwa ndivo vachazvidya, vachirumbidza Jehovha; vakaiunganidza ndivo vachainwa pamavanze eimba yangu tsvene.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Asi kutoti vanenge vaisa mbesanwa mumatura ndivo vachadzidya vachirumbidza Tenzi, vanenge vatanha magirepisi ndivo vachanwa waini yacho vari munhandare dzeNzvimbo yangu Inoera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Asi kutoti vanenge vaisa mbesanwa mumatura ndivo vachadzidya vachirumbidza Tenzi, vanenge vatanha magirepisi ndivo vachanwa waini yacho vari munhandare dzeNzvimbo yangu Inoera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 asi ivo vanokohwa ndivo vachadya uye vacharumbidza Jehovha, uyewo vaya vanounganidza mazimbiringa ndivo vachainwa mumavazhe eimba yangu tsvene.”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 62:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy