Isaya 62:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vachanzi vanhu, “Vanoera vaNyakununurwa vaTenzi” iwe uchinzi, “Wapamwoyo pavanhu guta risina kutizwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋacaʋatumidza zita rinonzi Ʋanhu ʋatȿene, Ʋakadzikinurwa ʋaJehova; newe ucatumidzwa zita rinonzi Mutȿakwa, Guta risina‐kusiyiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Vachavatumidza zita rinonzi “Vanhu vatsvene, Vakadzikunurwa naJehovha; newe uchatumidzwa zita rinonzi, ‘Mutsvakwa, Guta risina kusiyiwa.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vachanzi vanhu, “Vanoera vaNyakununurwa vaTenzi” iwe uchinzi, “Wapamwoyo pavanhu guta risina kutizwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vachanzi vanhu, “Vanoera vaNyakununurwa vaTenzi” iwe uchinzi, “Wapamwoyo pavanhu guta risina kutizwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vachanzi Vanhu Vatsvene, Vakadzikinurwa vaJehovha; uye iwe uchanzi Mutsvakwa, iro Guta Risina Kuzova Dongo. Viz kapitola |