Isaya 60:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kwauri iwe zuva harizombodoka kana iwo mwedzi kwauri iwe hauchazombonyura nokuti ini Tenzi ndini ndichakuvhenekera narini wose. Mazuva ako okuchema achabva apera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Zuʋa rako haricazoʋiri, mŋedzi wako hauŋgatapudziki; nokuti Jehova ucaʋa ciedza cako cisiŋgaperi, mazuʋa okucema kwako acaguma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Zuva rako harichazoviri, mwedzi wako haungatapudziki; nokuti Jehovha achava chiedza chako chisingaperi, mazuva okuchema kwako achaguma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Kwauri iwe zuva harizombodoka kana iwo mwedzi kwauri iwe hauchazombonyura nokuti ini Tenzi ndini ndichakuvhenekera narini wose. Mazuva ako okuchema achabva apera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Kwauri iwe zuva harizombodoka kana iwo mwedzi kwauri iwe hauchazombonyura nokuti ini Tenzi ndini ndichakuvhenekera narini wose. Mazuva ako okuchema achabva apera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Zuva rako harichazovirizve, uye mwedzi wako hauchazoperizve; Jehovha achava chiedza chako chisingaperi, uye mazuva okuchema kwako achaguma. Viz kapitola |