Isaya 6:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kunyange zvako kukasara gumi pazana naivo vacharoromeswa somuti womuterebhini kana kuti muoku une chigutsa chinosara chimire kana warigwa.’ ” Chigutsa ichocho ndiyo mbeu inoera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Kana kuciŋge kwasara mukati mayo cegumi, naico ʋo cicadyiwa ɀe; seɀakaita muterebinti nomuouki wasiyirwa hunde kana watemŋa, saiɀoɀo rudzi rutȿene ndiyo hunde yawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Kana kuchinge kwasara mukati mayo chegumi, naichowo chichadyiwazve; sezvakaita muterebhinti nomuouki wasiyirwa hunde kana watemwa, saizvozvo rudzi rutsvene ndiyo hunde yawo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Kunyange zvako kukasara gumi pazana naivo vacharoromeswa somuti womuterebhini kana kuti muoku une chigutsa chinosara chimire kana warigwa.’ ” Chigutsa ichocho ndiyo mbeu inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Kunyange zvako kukasara gumi pazana naivo vacharoromeswa somuti womuterebhini kana kuti muoku une chigutsa chinosara chimire kana warigwa.’ ” Chigutsa ichocho ndiyo mbeu inoera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Uye kunyange kukasara chegumi munyika, naichowo chichaparadzwa. Asi somuterabhiniti nomuouki zvichasara zvava zvigutsa pazvinotemwa, saizvozvo rudzi rutsvene ruchavawo sechigutsa munyika.” Viz kapitola |