Isaya 59:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Heya ndokusaka ruenzaniso rwava kure kwazvo nesu kudai ururami uhu hatichambohunhuhwa. Patinotarisira kuwana mwenje tinongowana hero rima, pototi tiwanewo chiedza ndopatava kufamba muzarima. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Naiɀoɀo kururamisirwa kuri kure nesu, nokururama hakuȿikiri kwatiri; tinotȿaka ciedza, asi, tarirai, rima ɓedzi; tinotȿaka kubginya, asi tinofamba pakaȿiɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Naizvozvo kururamisirwa kuri kure nesu, nokururama hakusvikiri kwatiri; tinotsvaka chiedza, asi, tarirai, rima bedzi; tinotsvaka kubwinya, asi tinofamba pakasviba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Heya ndokusaka ruenzaniso rwava kure kwazvo nesu kudai ururami uhu hatichambohunhuhwa. Patinotarisira kuwana mwenje tinongowana hero rima, pototi tiwanewo chiedza ndopatava kufamba muzarima. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Heya ndokusaka ruenzaniso rwava kure kwazvo nesu kudai ururami uhu hatichambohunhuhwa. Patinotarisira kuwana mwenje tinongowana hero rima, pototi tiwanewo chiedza ndopatava kufamba muzarima. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Naizvozvo kururamisira kuri kure nesu, uye kururama hakusviki kwatiri. Tinotsvaka chiedza, asi zvose irima; tinotsvaka kujeka, asi tiri kufamba mumumvuri werima. Viz kapitola |