Isaya 59:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Hapana anokwirira mumwe kumatare mhosva chaiyo yechokwadi, hapana anonyatsotevedza zviri pamurao. Vanovimba netwaanotaura tusina maturo vachireva nhema zvavo. Vanodyara misikanzwa vachizokohwa zvakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Hakunomunhu unokwirira mumŋe nokururama, hakuna‐unoreʋerera mumŋe neɀokwaɗi; ʋanoʋimba neɀisinamaturo, ʋacireʋa nhema; ʋanotora mimba yeɀakashata, ndokuɓereka ɀakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Hakuna munhu anokwirira mumwe nokururama, hakuna anoreverera mumwe nezvokwadi; vanovimba nezvisina maturo, vachireva nhema; vanotora pamuviri pezvakashata, ndokubereka zvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Hapana anokwirira mumwe kumatare mhosva chaiyo yechokwadi, hapana anonyatsotevedza zviri pamurao. Vanovimba netwaanotaura tusina maturo vachireva nhema zvavo. Vanodyara misikanzwa vachizokohwa zvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Hapana anokwirira mumwe kumatare mhosva chaiyo yechokwadi, hapana anonyatsotevedza zviri pamurao. Vanovimba netwaanotaura tusina maturo vachireva nhema zvavo. Vanodyara misikanzwa vachizokohwa zvakaipa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hapana anochemera kururamisira; hapana anokwidza mhaka yake nokutendeka. Vanongovimba negakava risina maturo uye nokureva nhema; vanoita mimba yezvakashata uye vanobereka zvakaipa. Viz kapitola |