Online Bible

- Reklamy -

Isaya 59:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Akaona kuti pakanga pasina kana munhu zvake, akashamiswa kuti pakanga pasina angarandutsire. Ipapo simba roruoko rwake rakamuwanisa kukunda, ururami hwake huchimutsigira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Akaʋona kuti hakunomunhu, akashamiswa nokuti kwakaŋga kusinomureʋereri; naiɀoɀo ruʋoko rwake rwakamuʋigira ruponeso, kururama kwake kwakamutsigira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Akaona kuti hakuna munhu, akashamiswa nokuti kwakanga kusina murevereri; naizvozvo ruoko rwake rwakamuvigira ruponeso, kururama kwake kwakamutsigira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Akaona kuti pakanga pasina kana munhu zvake, akashamiswa kuti pakanga pasina angarandutsire. Ipapo simba roruoko rwake rakamuwanisa kukunda, ururami hwake huchimutsigira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Akaona kuti pakanga pasina kana munhu zvake, akashamiswa kuti pakanga pasina angarandutsire. Ipapo simba roruoko rwake rakamuwanisa kukunda, ururami hwake huchimutsigira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Akaona kuti pakanga pasina munhu, akashamiswa kuti pakanga pasina munhu aipindira; naizvozvo ruoko rwake rwakamuvigira ruponeso, uye kururama kwake kwakamuraramisa.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 59:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy