Online Bible

- Reklamy -

Isaya 5:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Dzinoihon'erana pazuva iroro sokutinhira kwegungwa. Uchiti ukatarisa kunyika uku unongoona rima chete nenhamo nechiedza chachinzi kwirindindi kudzikatidzwa nerima ravo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Nezuʋa iro ʋacaʋaʋombera sokutinhira kweguŋgwa; kana munhu akatarira nyika, ucaʋona rima nokutambudzika; ciedza cicaȿiɓiswa namakore ayo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Nezuva iro vachavaombera sokutinhira kwegungwa; kana munhu akatarira nyika, achaona rima nokutambudzika; chiedza chichasvibiswa namakore ayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Dzinoihon'erana pazuva iroro sokutinhira kwegungwa. Uchiti ukatarisa kunyika uku unongoona rima chete nenhamo nechiedza chachinzi kwirindindi kudzikatidzwa nerima ravo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Dzinoihon'erana pazuva iroro sokutinhira kwegungwa. Uchiti ukatarisa kunyika uku unongoona rima chete nenhamo nechiedza chachinzi kwirindindi kudzikatidzwa nerima ravo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Pazuva iro vachaomba pamusoro payo, sokutinhira kwegungwa. Uye kana mumwe akatarisa panyika, achaona rima nokutambudzika; kunyange chiedza chichasvibiswa namakore.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 5:30

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy