Isaya 5:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakati pavo hapana akaneta-neta hapana anogamhina, hapana anotsimwaira kana anokotsira kunyange mundya wakaregedzera kana ane tambo dzeshangu dzakadambuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Hapana‐ucaneta kana kugumburwa pakati paʋo; hakunaucakotsira kana kuʋata; banhire reɀiʋuno ɀaʋo hariŋgasunuŋgurwi, rukanda rweshaŋgu dzaʋo haruŋgaɗambuki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Hapana achaneta kana kugumburwa pakati pavo; hakuna achakotsira kana kuvata; bhanhire rezviuno zvavo haringasunungurwi, rukanda rweshangu dzavo harungadambuki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakati pavo hapana akaneta-neta hapana anogamhina, hapana anotsimwaira kana anokotsira kunyange mundya wakaregedzera kana ane tambo dzeshangu dzakadambuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pakati pavo hapana akaneta-neta hapana anogamhina, hapana anotsimwaira kana anokotsira kunyange mundya wakaregedzera kana ane tambo dzeshangu dzakadambuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Hapana kana mumwe wavo anoneta kana kugumburwa, hapana kana mumwe wavo achakotsira kana kuvata; hapana kana bhanhire richasunungurwa pachiuno, hapana kana rukanda rweshangu ruchadambuka. Viz kapitola |