Isaya 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pamitambo yavo vanenge vaine zvipendani nemadimbwa netambureni nenyere newaini; asi mabasa aTenzi havana hanya nawo kana kumbotarisawo zvavo zvaakaita namaoko ake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ruɗimbga, nembira, neŋgoma, nenyere, newaini ɀiri’po pamitambo yaʋo; asi haʋanehanya neɓasa raJehova, haʋaraŋgariri ɀakaitwa namaʋoko ake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Rudimbwa, nembira, nengoma, nenyere, newaini zviripo pamitambo yavo; asi havana hanya nebasa raJehovha, havarangariri zvakaitwa namaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pamitambo yavo vanenge vaine zvipendani nemadimbwa netambureni nenyere newaini; asi mabasa aTenzi havana hanya nawo kana kumbotarisawo zvavo zvaakaita namaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pamitambo yavo vanenge vaine zvipendani nemadimbwa netambureni nenyere newaini; asi mabasa aTenzi havana hanya nawo kana kumbotarisawo zvavo zvaakaita namaoko ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vanenge vane rudimbwa, nemitengeranwa pamabiko avo, namatambureni, nenyere newaini, asi havana hanya namabasa aJehovha, havana rukudzo nebasa ramaoko ake. Viz kapitola |