Isaya 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ipapo Tenzi anenge achenura kun'ora kwevanasikana veZioni asuka mhosva yeropa iri mukati meguta reJerusaremu inobviswa nomweya wake wokutonga, nemweya wake wokuroromesa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 kana Ishe ashambidza tȿina yaʋakunda ʋeZioni, anatsa ropa reJerusarema aciribvisa mukati maro, nomŋeya wokururamisa ʋuye nomŋeya wokupisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 kana Ishe ashambidza tsvina yavakunda veZioni, anatsa ropa reJerusaremu achiribvisa mukati maro, nomweya wokururamisa uye nomweya wokupisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ipapo Tenzi anenge achenura kun'ora kwevanasikana veZioni asuka mhosva yeropa iri mukati meguta reJerusaremu inobviswa nomweya wake wokutonga, nemweya wake wokuroromesa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ipapo Tenzi anenge achenura kun'ora kwevanasikana veZioni asuka mhosva yeropa iri mukati meguta reJerusaremu inobviswa nomweya wake wokutonga, nemweya wake wokuroromesa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Jehovha achashambidza tsvina yevakadzi veZioni; achanatsa makwapa eropa kubva muJerusarema nomweya wokutonga uye nomweya womoto. Viz kapitola |