Isaya 30:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 pamusana pokuti imhandupandu dzavanhu vanakomana vanoreva nhema vanakomana vasinganzwe zvinorehwa naTenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti aʋa rudzi runondimukira, ʋana ʋanenhema, ʋana ʋasiŋgaɗi kunzwa murairo waJehova; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti ava rudzi runondimukira, vana vane nhema, vana vasingadi kunzwa murayiro waJehovha; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 pamusana pokuti imhandupandu dzavanhu vanakomana vanoreva nhema vanakomana vasinganzwe zvinorehwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 pamusana pokuti imhandupandu dzavanhu vanakomana vanoreva nhema vanakomana vasinganzwe zvinorehwa naTenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ava ndivo vanhu vakapanduka, vana vokunyengera, vana vasingadi kunzwa kurayira kwaJehovha. Viz kapitola |