Isaya 30:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Munotopinda munzira kudzika kuIjipiti nhai musina kana kutombobvunza zvenyu zano rangu. Kundopotera kwaFarao here kuti mudzivirirwe naye nokundotsvaka zvenyu iyeyoka, dumba nomumvuri weIjipiti nhai? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋanoɀiroŋgedza kuenda Egipita, ʋasino‐kubvunza muromo waŋgu, kuti ʋaɀisimbise nesimba raFarao, nokuʋanda mumumvuri weEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 vanozvirongedza kuenda Ijipiti, vasina kundibvunza, kuti vazvisimbise nesimba raFarao, nokuvanda mumumvuri weIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Munotopinda munzira kudzika kuIjipiti nhai musina kana kutombobvunza zvenyu zano rangu. Kundopotera kwaFarao here kuti mudzivirirwe naye nokundotsvaka zvenyu iyeyoka, dumba nomumvuri weIjipiti nhai? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Munotopinda munzira kudzika kuIjipiti nhai musina kana kutombobvunza zvenyu zano rangu. Kundopotera kwaFarao here kuti mudzivirirwe naye nokundotsvaka zvenyu iyeyoka, dumba nomumvuri weIjipiti nhai? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 vanoenda kuIjipiti vasina kundibvunza; vanotsvaka rubatsiro rworudziviriro rwaFaro, vanotsvaka utiziro kumumvuri weIjipiti. Viz kapitola |