Online Bible

- Reklamy -

Isaya 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Pazuva iroro iye achadura pachena kuti, “Handingave ini wokukuponesai, mumba mangu hamuna chokudya kana nechokufuka Hamungandiite mutungamiriri wavanhu,”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino nezuʋa iro ucaɗanidzira, aciti: Handiɗi kuʋa ŋaŋga, nokuti mumba maŋgu hamuneɀokudya neɀokufuka; musandiita mutoŋgi waʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino nezuva iro achadanidzira, achiti, “Handidi kuva n'anga, nokuti mumba mangu hamune zvokudya nezvokufuka; musandiita mutongi wavanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Pazuva iroro iye achadura pachena kuti, “Handingave ini wokukuponesai, mumba mangu hamuna chokudya kana nechokufuka Hamungandiite mutungamiriri wavanhu,”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Pazuva iroro iye achadura pachena kuti, “Handingave ini wokukuponesai, mumba mangu hamuna chokudya kana nechokufuka Hamungandiite mutungamiriri wavanhu,”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Asi pazuva iro achadanidzira achiti, “Handigoni kugadzirisa zvinhu. Handina chokudya kana chokufuka mumba mangu; musandiita mutungamiri wavanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 3:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy