Online Bible

- Reklamy -

Isaya 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kana munhu akatora mukoma kana munun'una womumba achiti, “Iwe unotova nechokupfeka zvako ndiwe ungatova mutungamiriri wedu uye murwi wamatongo uyu utongwe newe zvako.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Musi uyo munhu ucaɓata munuŋuna wake mumba maɓaɓa ʋake, aciti: Iwe uneŋguʋo, ciʋa mutoŋgi weɗu; kuparadzwa uku ŋgakugadzirwe noruʋoko rwako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Musi uyo munhu achabata munun'una wake mumba mababa vake, achiti, “Iwe une nguo, chiva mutongi wedu; kuparadzwa uku ngakugadzirwe noruoko rwako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kana munhu akatora mukoma kana munun'una womumba achiti, “Iwe unotova nechokupfeka zvako ndiwe ungatova mutungamiriri wedu uye murwi wamatongo uyu utongwe newe zvako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kana munhu akatora mukoma kana munun'una womumba achiti, “Iwe unotova nechokupfeka zvako ndiwe ungatova mutungamiriri wedu uye murwi wamatongo uyu utongwe newe zvako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Murume achabata mumwe wavanunʼuna vake paimba yababa vake achiti, “Ndiwe une nguo, chiva mutungamiri wedu; iva mutariri wedutu roungwandangwanda uhu!”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 3:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy