Isaya 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tenzi ari kuti, “Pamusana pokuti vanasikana veZioni vanozvikudza vachifamba vakarebesa kwazvo mutsipa vachidingaringa kwazvo nemesomeso vachifamba vachigogodeka, mumakumbo umu, ndarira dzichingwengwereka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ʋuye ɀe Jehova wakati: Ʋakunda ʋeZioni ɀaʋanamanyawi, ʋacifamba nemitsipa yakati tasa, ʋaciita meso‐meso, ʋacifamba ʋacinzenzeta, ɀiri pamakumbo aʋo ɀiciti ŋgwereŋgwere, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Uyezve Jehovha akati, “Vakunda veZioni zvavana manyawi, vachifamba nemitsipa yakati tasa, vachiita mesomeso, vachifamba vachinzenzeta, zviri pamakumbo avo zvichiti ngwerengwere, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Tenzi ari kuti, “Pamusana pokuti vanasikana veZioni vanozvikudza vachifamba vakarebesa kwazvo mutsipa vachidingaringa kwazvo nemesomeso vachifamba vachigogodeka, mumakumbo umu, ndarira dzichingwengwereka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Tenzi ari kuti, “Pamusana pokuti vanasikana veZioni vanozvikudza vachifamba vakarebesa kwazvo mutsipa vachidingaringa kwazvo nemesomeso vachifamba vachigogodeka, mumakumbo umu, ndarira dzichingwengwereka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Jehovha anoti, “Vakadzi veZioni vanozvikudza, vanofamba vakamisa mitsipa yavo. Vachichonya nameso avo, uye vanofamba vachinzenzeta, vaine zvishongo zvinorira muzviziso zvamakumbo avo. Viz kapitola |