Isaya 28:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 achava iye mweya woruenzaniso kune anenge agere pakutonga achavawo simba kuna vanodzora hondo pamisuwo mikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 nomŋeya wokururamisa kunougere pakutoŋga, nesimba kunaʋanodzosera ʋanorwa pasuʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 nomweya wokururamisa kunoagere pakutonga, nesimba kuna vanodzosera vanorwa pasuo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 achava iye mweya woruenzaniso kune anenge agere pakutonga achavawo simba kuna vanodzora hondo pamisuwo mikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 achava iye mweya woruenzaniso kune anenge agere pakutonga achavawo simba kuna vanodzora hondo pamisuwo mikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Achava mweya wokururamisira kuna iye anogara pakutonga, chitubu chesimba kuna avo vanodzosera shure vanorwa pasuo. Viz kapitola |