Online Bible

- Reklamy -

Isaya 28:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Izvozvi izvi zvinobvawo kuna Tenzi wehondo nehondo. Mupi wemazano anoshamisa ano ungwaru hunoshamisa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Naiɀoɀi ɀinobva kunaJehova wehondo, unoshamisa neɀaanofuŋga, mukuru kwaɀo pakuɓata kwake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Naizvozvi zvinobva kuna Jehovha wehondo, anoshamisa nezvaanofunga, mukuru kwazvo pakubata kwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Izvozvi izvi zvinobvawo kuna Tenzi wehondo nehondo. Mupi wemazano anoshamisa ano ungwaru hunoshamisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Izvozvi izvi zvinobvawo kuna Tenzi wehondo nehondo. Mupi wemazano anoshamisa ano ungwaru hunoshamisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Izvi zvose zvinobvawo kuna Jehovha Wamasimba Ose, anoshamisa mukurayira uye mukuru kwazvo muuchenjeri.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 28:29

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy