Online Bible

- Reklamy -

Isaya 28:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvino imi zvokudada regai, majoti enyu angadaro akabva anyatsosungwa chaizvo kuti nganganga nokuti ndakanzwa ini chirevo, chirevo chokuparadza munyika mose zvamo chinobva kuna Tenzi Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Naiɀoɀo regai kuʋa ʋaɗaɗi, kuti ɀisuŋgo ɀenyu ɀirege kusimbiswa; nokuti ndakanzwa kunaShe Jehova wehondo kuti nyika yose yakatemerwa kuparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Naizvozvo regai kuva vadadi, kuti zvisungo zvenyu zvirege kusimbiswa; nokuti ndakanzwa kuna Ishe Jehovha wehondo kuti nyika yose yakatemerwa kuparadzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Zvino imi zvokudada regai, majoti enyu angadaro akabva anyatsosungwa chaizvo kuti nganganga nokuti ndakanzwa ini chirevo, chirevo chokuparadza munyika mose zvamo chinobva kuna Tenzi Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Zvino imi zvokudada regai, majoti enyu angadaro akabva anyatsosungwa chaizvo kuti nganganga nokuti ndakanzwa ini chirevo, chirevo chokuparadza munyika mose zvamo chinobva kuna Tenzi Tenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Zvino chiregai kudada kwenyu, nokuti ngetani dzenyu dzichanyanya kukuremerai; Ishe, iye Jehovha Wamasimba Ose, andiudza pamusoro pokuparadzwa kwakatemwa pamusoro penyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 28:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy