Online Bible

- Reklamy -

Isaya 28:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ndinodaro nokuti zvichaita somubhedha mupfupi wokuti munhu haakwanisi kutambarara pauri uye segumbeze duku zvokuti munhu haakwanisi kurifuka,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Nokuti mubeda ucaʋa mufupi, munhu haaŋgagoni kutandaʋara pamsoro pawo, nejira ricaʋa ɗuku, munhu haaŋgagoni kuɀifukidza naro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Nokuti mubhedha uchava mupfupi, munhu haangagoni kutandavara pamusoro pawo, nejira richava duku, munhu haangagoni kuzvifukidza naro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Ndinodaro nokuti zvichaita somubhedha mupfupi wokuti munhu haakwanisi kutambarara pauri uye segumbeze duku zvokuti munhu haakwanisi kurifuka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Ndinodaro nokuti zvichaita somubhedha mupfupi wokuti munhu haakwanisi kutambarara pauri uye segumbeze duku zvokuti munhu haakwanisi kurifuka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Nokuti mubhedha uchava mupfupi pakutandavara, uye jira richava diki zvokuti munhu haangagoni kufukidzwa naro.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 28:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy