Online Bible

- Reklamy -

Isaya 28:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 vaakaudza kuti, “Zororo nderiri iri: zorodzai vakaneta ndokuzorora ikoku,” asi vakaramba kuteerera.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 akati kwaʋari: Zororo riri pano, zorodzai ʋakaneta; pano ndi’po panokutonhorera; asi ʋakaramba kuterera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 akati kwavari, “Zororo riri pano, zorodzai vakaneta; pano ndipo panokutonhorera;” asi vakaramba kuteerera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 vaakaudza kuti, “Zororo nderiri iri: zorodzai vakaneta ndokuzorora ikoku,” asi vakaramba kuteerera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 vaakaudza kuti, “Zororo nderiri iri: zorodzai vakaneta ndokuzorora ikoku,” asi vakaramba kuteerera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 kwavari akati, “Iyi ndiyo nzvimbo yokuzorora, vakaneta ngavazorore,” uye, “Iyi ndiyo nzvimbo yorunyararo,” asi havana kumboteerera.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 28:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy