Isaya 27:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ko akamboirova here sokurova kwaakaita, vakamboirova? VaIsiraeri vakambourayiwa here sokuurayiwa kwakaitwa vakambovauraya? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ko wakaʋaroʋa iye seɀaakaroʋa aʋo ʋakaʋaroʋa here? Ko ʋakaʋurawa nokuʋurawa kwaiʋo ʋakaʋurawa naʋo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Ko akavarova iye sezvaakarova avo vakavarova here? Ko vakaurawa nokuurawa kwaivo vakaurawa navo here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ko akamboirova here sokurova kwaakaita, vakamboirova? VaIsiraeri vakambourayiwa here sokuurayiwa kwakaitwa vakambovauraya? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ko akamboirova here sokurova kwaakaita, vakamboirova? VaIsiraeri vakambourayiwa here sokuurayiwa kwakaitwa vakambovauraya? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ko, Jehovha akamurova here sezvaanorova avo vakamurova? Akaurayiwa here sokuurayiwa kwakaitwa avo vakamuuraya? Viz kapitola |