Online Bible

- Reklamy -

Isaya 27:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pamusi iwoyo kubvira kuRwizi rweYufuratesi kusvikira kuKakova keIjipiti, Tenzi achapfuura achikunongererai mumwe nomumwe imi vanhu veIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino nezuʋa iro Jehova ucapura ɀiyo kubvira pamvura yoRwizi kuȿikira parukoʋa rweEgipita; imi mucaʋuŋganidzwa, muciita mumŋe‐mumŋe, imi ʋana ʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino nezuva iro Jehovha achapura zviyo kubvira pamvura yoRwizi kusvikira parukova rweIjipiti; imi muchaunganidzwa, muchiita mumwe-mumwe, imi vana vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Pamusi iwoyo kubvira kuRwizi rweYufuratesi kusvikira kuKakova keIjipiti, Tenzi achapfuura achikunongererai mumwe nomumwe imi vanhu veIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Pamusi iwoyo kubvira kuRwizi rweYufuratesi kusvikira kuKakova keIjipiti, Tenzi achapfuura achikunongererai mumwe nomumwe imi vanhu veIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Pazuva iro Jehovha achapura kubva panoyerera Yufuratesi kusvikira paRukova rweIjipiti, uye imi vaIsraeri, muchaunganidzwa muchiita mumwe mumwe.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 27:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy