Isaya 26:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Somukadzi anenge ano pamuviri anoyaura achichema mukurwadziwa kwake kana nguva yake yokusungunuka yasvika. Ndizvo zvatanga takaitawo isu tisiri panemi Tenzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mukadzi unemimba, waȿika pedyo pakusurumuka, seɀaanorwadziwa acicema pakurwadziwa kwake, ndiɀo ɀatakaŋga takaita pamberi penyu, Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mukadzi ane pamuviri, asvika pedyo pakusununguka, sezvaanorwadziwa achichema pakurwadziwa kwake, ndizvo zvatakanga takaita pamberi penyu, Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Somukadzi anenge ano pamuviri anoyaura achichema mukurwadziwa kwake kana nguva yake yokusungunuka yasvika. Ndizvo zvatanga takaitawo isu tisiri panemi Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Somukadzi anenge ano pamuviri anoyaura achichema mukurwadziwa kwake kana nguva yake yokusungunuka yasvika. Ndizvo zvatanga takaitawo isu tisiri panemi Tenzi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Sezvinoita mukadzi ane mimba oda kusununguka, anomonyoroka mukurwadziwa kwake, agochema kwazvo, ndizvo zvatakanga takaita pamberi penyu, imi Jehovha. Viz kapitola |