Isaya 25:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Imi Tenzi, ndimi Mwari wangu, ndinokukudzai ndichirumbidza zita renyu, nokuti makaita zvinhu zvinoshamisa zvamakaronga kare kare zvino kutendeseka kwechokwadi; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jehova, ndimi Mŋari waŋgu! Ndicakukudzai, ndicarumbidza zita renyu; nokuti makaita ɀinoshamisa, iɀo ɀamakafuŋga kare nokutendeka neɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Jehovha, ndimi Mwari wangu! Ndicharumbidza zita renyu; nokuti makaita zvinoshamisa, izvo zvamakafunga kare nokutendeka nezvokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Imi Tenzi, ndimi Mwari wangu, ndinokukudzai ndichirumbidza zita renyu, nokuti makaita zvinhu zvinoshamisa zvamakaronga kare kare zvino kutendeseka kwechokwadi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Imi Tenzi, ndimi Mwari wangu, ndinokukudzai ndichirumbidza zita renyu, nokuti makaita zvinhu zvinoshamisa zvamakaronga kare kare zvino kutendeseka kwechokwadi; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Haiwa, Jehovha ndimi Mwari wangu; ndichakukudzai uye ndicharumbidza zita renyu, nokuti nokutendeka kukuru makaita zvinhu zvinoshamisa, zvinhu zvamakaronga kare kare. Viz kapitola |