Isaya 24:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pasi pose paipiswa navagari vemo nokuti vakadarika mitemo vakaramba mirao vakatyora chitenderano chokugara nokugara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nyika yakaȿiɓiswa ʋo naʋagere mairi; nokuti ʋakaɗarika mirairo, ʋakakaŋganisa mitemo, nokuputsa suŋgano isiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nyika yakasvibiswawo navagere mairi; nokuti vakadarika mirayiro, vakakanganisa mitemo, nokuputsa sungano isingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pasi pose paipiswa navagari vemo nokuti vakadarika mitemo vakaramba mirao vakatyora chitenderano chokugara nokugara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pasi pose paipiswa navagari vemo nokuti vakadarika mitemo vakaramba mirao vakatyora chitenderano chokugara nokugara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nyika inosvibiswa navanhu vayo; havana kuteerera mirayiro, vakapandukira mitemo uye vakaputsa sungano isingaperi. Viz kapitola |