Isaya 24:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Guta remhirizhonga rachiti pasi mbombombo, dzimba dzose dzachinzi gwibha gwibha kuzarira, zvokuti hapana anogona kupinda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Guta, raʋa ɗoŋgo, rakoromorwa; dzimba dzose dzakapfigwa, kuti kurege kuʋa nomunhu uŋgapinda’mo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Guta, rava dongo, rakoromorwa; dzimba dzose dzakapfigwa, kuti kurege kuva nomunhu angapindamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Guta remhirizhonga rachiti pasi mbombombo, dzimba dzose dzachinzi gwibha gwibha kuzarira, zvokuti hapana anogona kupinda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Guta remhirizhonga rachiti pasi mbombombo, dzimba dzose dzachinzi gwibha gwibha kuzarira, zvokuti hapana anogona kupinda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Guta rakoromorwa rava dongo; mukova wokupinda mudzimba dzose wapfigwa. Viz kapitola |