Isaya 23:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndiani akarongera Tire zvakadai, guta roumambo, raiva nevemhindu dzokutengesa zvinhu, vakanga vari machinda rine nevekutengesa zvinhu vairemekedzwa panyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndianiko wakafuŋgira Tire iɀoɀo, iro raipavurira korona, ʋateŋgesi ʋaro ʋaiʋa macinda, naʋashambadziri ʋaro ʋaiʋa ʋanokudzwa panyika? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndianiko akafungira Tire izvozvo, iro raipavhurira korona, vatengesi varo vaiva machinda, navashambadziri varo vaiva vanokudzwa panyika? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndiani akarongera Tire zvakadai, guta roumambo, raiva nevemhindu dzokutengesa zvinhu, vakanga vari machinda rine nevekutengesa zvinhu vairemekedzwa panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndiani akarongera Tire zvakadai, guta roumambo, raiva nevemhindu dzokutengesa zvinhu, vakanga vari machinda rine nevekutengesa zvinhu vairemekedzwa panyika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndianiko akarongera Tire izvozvi, iro raipa korona, vatengesi varo vari machinda, vashambadziri varo vane mukurumbira munyika? Viz kapitola |