Isaya 23:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nyarawo kani iwe Sidhoni nokuti hwenje hwegungwa hwati handina kumborwadzwa kana kumbosununguka munhu. Handina majaya andakarera kana mhandara dzandakayarutsa ini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nyara, iwe Sidoni, nokuti guŋgwa rataura, nenhare yeguŋgwa, riciti: Handina‐kurwadziwa, handina‐kuɓereka, handina‐kurera majaya, kana kukurisa mhandara. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nyara, iwe Sidhoni, nokuti gungwa rataura, nenhare yegungwa, richiti, “Handina kurwadziwa, handina kubereka, handina kurera majaya, kana kukurisa mhandara.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Nyarawo kani iwe Sidhoni nokuti hwenje hwegungwa hwati handina kumborwadzwa kana kumbosununguka munhu. Handina majaya andakarera kana mhandara dzandakayarutsa ini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Nyarawo kani iwe Sidhoni nokuti hwenje hwegungwa hwati handina kumborwadzwa kana kumbosununguka munhu. Handina majaya andakarera kana mhandara dzandakayarutsa ini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Nyara, iwe Sidhoni, uye newe nhare yegungwa, nokuti gungwa rataura richiti, “Handina kumborwadziwa kana kubereka; handina kumborera vanakomana kana kukurisa vanasikana.” Viz kapitola |