Isaya 23:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvamabhindauko aro nezvebasa raro rokuzvitengesa zvichava zvinotopirwa kuna Tenzi, hazvizochengetwa kana kuvigwa asi kuti mabhindauko aro achatozowanisa vanogara pana Tenzi zvokudya nezvokupfeka zvakawanda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀarakashambadzira, nomuɓairo waro, ɀicaʋa ɀitȿene kunaJehova; haɀiŋgaceŋgetwi kana kuʋigwa; nokuti ɀarakashambadzira ɀicaʋa ɀaʋanogara pamberi paJehova, kuti ʋagute kwaɀo, ʋafuke ŋguʋo dzakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvarakahsambadzira, nomubayiro waro, zvichava zvitvsene kuna Jehovha; hazvingachengetwi kana kuvigwa; nokuti zvarakashambadzira zvichava zvavanogara pamberi paJehovha, kuti vagute kwazvo, vafuke nguo dzakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvamabhindauko aro nezvebasa raro rokuzvitengesa zvichava zvinotopirwa kuna Tenzi, hazvizochengetwa kana kuvigwa asi kuti mabhindauko aro achatozowanisa vanogara pana Tenzi zvokudya nezvokupfeka zvakawanda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvamabhindauko aro nezvebasa raro rokuzvitengesa zvichava zvinotopirwa kuna Tenzi, hazvizochengetwa kana kuvigwa asi kuti mabhindauko aro achatozowanisa vanogara pana Tenzi zvokudya nezvokupfeka zvakawanda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Asi zvarakashambadzira uye nomubayiro waro zvichatsaurirwa Jehovha; hazvingachengetwi kana kuvigwa. Zvarakashambadzira zvichaendeswa kuna avo vanogara pamberi paJehovha, kuti vave nezvokudya zvakawanda nenhumbi dzakanaka. Viz kapitola |