Online Bible

- Reklamy -

Isaya 23:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 “Pakata dimbwa utenderere neguta iwe pfambi yakakanganwika Ita mutinhimira wakanaka uchiimba nziyo dzakawanda kuti uzoyeukwawo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Iwe cifeʋe, wakaŋganikwa, tora mbira upote neguta; ridza ɀakanaka, imba nziyo dzakanaka, kuti uraŋgarirwe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 “Iwe chifeve, wakanganikwa, tora mbira upote neguta; ridza zvakanaka, imba nziyo dzakanaka, kuti urangarirwe.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 “Pakata dimbwa utenderere neguta iwe pfambi yakakanganwika Ita mutinhimira wakanaka uchiimba nziyo dzakawanda kuti uzoyeukwawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 “Pakata dimbwa utenderere neguta iwe pfambi yakakanganwika Ita mutinhimira wakanaka uchiimba nziyo dzakawanda kuti uzoyeukwawo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 “Tora rudimbwa, ufambe nomuguta, iwe chifeve chakakanganikwa; ridza rudimbwa zvakanaka, imba nziyo zhinji, kuitira kuti ugorangarirwa.”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 23:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy