Isaya 23:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Tekeshera zvako nenyika yako sokufashukira kweNairi iwe mukunda, guta reTarishishi hapasisina achakudzivisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Pararira panyika yako seNairi, iwe mukunda weTarshishi; hakucinebanhire rinokusuŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Pararira panyika yako seNairi, iwe mukunda weTarishishi; hakuchine bhanhire rinokusunga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Tekeshera zvako nenyika yako sokufashukira kweNairi iwe mukunda, guta reTarishishi hapasisina achakudzivisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Tekeshera zvako nenyika yako sokufashukira kweNairi iwe mukunda, guta reTarishishi hapasisina achakudzivisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Rima nyika yako sezvinoitwa mujinga meNairi, iwe mwanasikana weTashishi, nokuti hauchina panomira zvikepe. Viz kapitola |