Online Bible

- Reklamy -

Isaya 22:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Iye ndiye wandichatakudza pamafudzi basa rokuva nekiyi dzemba yaDhavhidhi. “Kana azarura, hapana anokwanisa kuzarira, Kana azarira hapana anogona kuzurura.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ndicaisa kiyi yeimba yaDavidi pafudzi rake; iye ucazarura, hapana‐uŋgazarira, iye ucazarira, hapana‐uŋgazarura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Ndichaisa kiyi yeimba yaDhavhidhi pafudzi rake; iye achazarura, hapana angazarira, iye achazarira, hapana angazarura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Iye ndiye wandichatakudza pamafudzi basa rokuva nekiyi dzemba yaDhavhidhi. “Kana azarura, hapana anokwanisa kuzarira, Kana azarira hapana anogona kuzurura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Iye ndiye wandichatakudza pamafudzi basa rokuva nekiyi dzemba yaDhavhidhi. “Kana azarura, hapana anokwanisa kuzarira, Kana azarira hapana anogona kuzurura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ndichaisa papfudzi rake kiyi yeimba yaDhavhidhi; chaanenge azarura hapana angapfiga, uye chaanenge apfiga hapana angazarura.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 22:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy