Isaya 22:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi wehondo nehondo pachake akandizivisa ndikazvinzwa nenzeve dzangu idzi kuti, “Havambofa vakaregererwa uipi ihwohwu vanofa vakadaro,” ndizvo zviri kutaurwa naTenzi Mwari wehondo nehondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi Jehova wehondo wakaɀiziʋisa munzeʋe dzaŋgu, akati: Ɀirokwaɀo, hamuŋgakaŋganwirwi ɀakaipa iɀi, kuȿikira pakufa kwenyu, ndiɀo ɀinotaura Ishe, Jehova wehondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi Jehovha wehondo wakazvizivisa munzeve dzangu, akati, “Zvirokwazvo, hamungakanganwirwi zvakaipa izvi, kusvikira pakufa kwenyu,” ndizvo zvinotaura Ishe, Jehovha wehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi wehondo nehondo pachake akandizivisa ndikazvinzwa nenzeve dzangu idzi kuti, “Havambofa vakaregererwa uipi ihwohwu vanofa vakadaro,” ndizvo zviri kutaurwa naTenzi Mwari wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Tenzi wehondo nehondo pachake akandizivisa ndikazvinzwa nenzeve dzangu idzi kuti, “Havambofa vakaregererwa uipi ihwohwu vanofa vakadaro,” ndizvo zviri kutaurwa naTenzi Mwari wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jehovha Wamasimba Ose akazivisa izvi munzeve dzangu achiti, “Kusvikira pazuva rokufa kwako, chivi ichi hachizokanganwirwi,” ndizvo zvinotaura Ishe, Jehovha Wamasimba Ose. Viz kapitola |