Online Bible

- Reklamy -

Isaya 22:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Hoko kupembera nokusasana pachibayiwa mombe nehwai nokudyira-dyira nyama nokunwira-nwira waini vachiti, “Ngatidyei tinwe nokuti mangwana tinofa.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 asi tarirai, makaʋa nomufaro nokupembera, nokuɓayiwa kweŋombe, nokushizhwa kwamakwai, nokudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini, muciti: Ŋgatidye, ŋgatinwe, nokuti maŋgwana tinofa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 asi tarirai, makava nomufaro nokupembera, nokubayiwa kwemombe, nokushizhwa kwamakwai, nokudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini, muchiti, “Ngatidye, ngatinwe, nokuti mangwana tinofa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Hoko kupembera nokusasana pachibayiwa mombe nehwai nokudyira-dyira nyama nokunwira-nwira waini vachiti, “Ngatidyei tinwe nokuti mangwana tinofa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Hoko kupembera nokusasana pachibayiwa mombe nehwai nokudyira-dyira nyama nokunwira-nwira waini vachiti, “Ngatidyei tinwe nokuti mangwana tinofa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Asi tarirai, kune mufaro nokupembera, kubayiwa kwemombe nokuurayiwa kwamakwai, kudyiwa kwenyama nokunwiwa kwewaini! Munoti, “Ngatidyei uye tinwe, nokuti mangwana tichafa!”

Viz kapitola kopírovat

Isaya 22:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy