Isaya 22:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Makagadzira zigaringiro rokuchengetera mvura pakati petsvingo mbiri rokubata yomudziva rekare riya. Asi hamuna kutarisa kwaari iye nyakuriita kana kumbokendenga zvenyu nezvaiye akaronga kareko kuti rizoitwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 mukaita ʋo gaŋgwa pakati pamaȿiŋgo maʋiri rokuciŋgidzira mvura yedziʋa rakare. Asi hamuna‐kutarira iye wakaɀiita, makaŋga musinehanya naiye wakaɀifuŋga kare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 mukaitawo gungwa pakati pamasvingo maviri rokuchingidzira mvura yedziva rakare. Asi hamuna kutarira iye akazviita, makanga musine hanya naiye akazvifunga kare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Makagadzira zigaringiro rokuchengetera mvura pakati petsvingo mbiri rokubata yomudziva rekare riya. Asi hamuna kutarisa kwaari iye nyakuriita kana kumbokendenga zvenyu nezvaiye akaronga kareko kuti rizoitwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Makagadzira zigaringiro rokuchengetera mvura pakati petsvingo mbiri rokubata yomudziva rekare riya. Asi hamuna kutarisa kwaari iye nyakuriita kana kumbokendenga zvenyu nezvaiye akaronga kareko kuti rizoitwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Makavaka gungwa pakati pamasvingo maviri, kuti muchingidzire mvura yomudziva rakare, asi hamuna kutarira kuna Iye akariita, kana kuva nehanya naIye akazvironga kare. Viz kapitola |