Isaya 21:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Herino shoko rakanangana nerenje rokugungwa. Sokutsvaira kunoita chamupupuri munyika yeNegevhu chinouya chichibva kugwenga, chichibva kunyika inotyisa kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Cireʋo pamsoro perenje reguŋgwa. Ɀinobva kurenje, kunyika inotyisa, seɀampupuri ɀinopfuʋura kurutiʋi rweZasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Chirevo pamusoro perenje regungwa. Zvinobva kurenje, kunyika inotyisa, sezvamupupuri zvinopfuura kurutivi rweZasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Herino shoko rakanangana nerenje rokugungwa. Sokutsvaira kunoita chamupupuri munyika yeNegevhu chinouya chichibva kugwenga, chichibva kunyika inotyisa kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Herino shoko rakanangana nerenje rokugungwa. Sokutsvaira kunoita chamupupuri munyika yeNegevhu chinouya chichibva kugwenga, chichibva kunyika inotyisa kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Chirevo pamusoro peRenje riri pedyo neGungwa: Kufanana nechamupupuri chinovhuvhuta nomunyika yezasi, mupambi anouya achibva kurenje, kubva kunyika inotyisa. Viz kapitola |