Isaya 20:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Tenzi akati, “Sokufamba kwakaita Isaya muranda wangu ari mutwi asina kupfeka shangu kwamakore matatu nechiratidzo kuIjipiti neItiopia Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Jehova akati: Muranda waŋgu Isaya seɀaakafamba asineŋguʋo asineshaŋgu makore matatu akaʋa ciratidzo necishamiso pamsoro peEgipita neEtiopia; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Jehovha akati, “Muranda wangu Isaya sezvaakafamba asine nguo asine shangu makore matatu akava chiratidzo nechishamiso pamusoro peIjipiti neItiopia; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Tenzi akati, “Sokufamba kwakaita Isaya muranda wangu ari mutwi asina kupfeka shangu kwamakore matatu nechiratidzo kuIjipiti neItiopia Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Tenzi akati, “Sokufamba kwakaita Isaya muranda wangu ari mutwi asina kupfeka shangu kwamakore matatu nechiratidzo kuIjipiti neItiopia Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo Jehovha akati, “Sezvakaita Isaya muranda wangu akafamba asina nguo, uye asina shangu kwamakore matatu, sechiratidzo nechishamiso pamusoro peIjipiti neEtiopia, Viz kapitola |