Online Bible

- Reklamy -

Isaya 19:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Nyika yokwaJudha ichava chazezesa kuvaIjipiti. Anongoinzwa chete ichidomwa achatya pamusana pedzavarongerwa naTenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nyika yaJuda icaʋa cityiso ceEgipita; mumŋe nomumŋe unoɀiʋudzwa ucatya nokuɗa kwomutemo waJehova wehondo, waakatema pamsoro paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Nyika yaJudha ichava chityiso cheIjipiti; mumwe nomumwe anozviudzwa achatya nokuda kwomutemo waJehovha wehondo, waakatema pamusoro pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Nyika yokwaJudha ichava chazezesa kuvaIjipiti. Anongoinzwa chete ichidomwa achatya pamusana pedzavarongerwa naTenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Nyika yokwaJudha ichava chazezesa kuvaIjipiti. Anongoinzwa chete ichidomwa achatya pamusana pedzavarongerwa naTenzi wehondo nehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Uye nyika yeJudha ichava chinhu chinotyisa kuvaIjipita; mumwe nomumwe achanzwa nezvaJudha achatya, nokuda kwezvinofungwa naJehovha Wamasimba Ose pamusoro pavo.

Viz kapitola kopírovat

Isaya 19:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy