Isaya 19:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Hapana chichagona kuitwa muIjipiti nenhungamiri nevokumuswe vacho kana kuitwa nebazi romurara kunyange norutsanga zvarwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Saka Egipita haiŋgazoʋi neɓasa cose, riŋgaitwa nomusoro kana nomuswe, kana neɗaʋi romucindwe kana nenhokwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Saka Ijipiti haingazovi nebasa chose, ringaitwa nomusoro kana nomuswe, kana nedavi romuchindwe kana nenhokwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Hapana chichagona kuitwa muIjipiti nenhungamiri nevokumuswe vacho kana kuitwa nebazi romurara kunyange norutsanga zvarwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Hapana chichagona kuitwa muIjipiti nenhungamiri nevokumuswe vacho kana kuitwa nebazi romurara kunyange norutsanga zvarwo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Hapana chingaitwa neIjipiti, musoro kana muswe, davi romuchindwe kana rushanga. Viz kapitola |