Isaya 19:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi apinza mukati mayo mweya wenyonganyonga vakaita kuti Ijipiti idzedzereke mune zvose zvazvo zvainoita sokudzadzarika kunoita chidhakwa mumarutsi acho. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Jehova wakaɗira mŋeya wokuramba mukati maʋo; ʋakarashisa Egipita nzira pamaɓasa aʋo ose, somunhu wakaɓatwa neɗoro unodzedzereka pakurutsa kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Jehovha akadira mweya wokuramba mukati mavo; vakarasisa Ijipiti nzira pamabasa avo vose, somunhu akabatwa nedoro anodzedzereka pakurutsa kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi apinza mukati mayo mweya wenyonganyonga vakaita kuti Ijipiti idzedzereke mune zvose zvazvo zvainoita sokudzadzarika kunoita chidhakwa mumarutsi acho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Tenzi apinza mukati mayo mweya wenyonganyonga vakaita kuti Ijipiti idzedzereke mune zvose zvazvo zvainoita sokudzadzarika kunoita chidhakwa mumarutsi acho. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jehovha akadururira mavari mweya wedzungu; vanoita kuti Ijipiti idzedzereke mune zvose zvainoita, sezvinoita chidhakwa chinodzedzereka mumarutsi acho. Viz kapitola |