Isaya 19:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ko zvino ngwazi dzenyu dziripi? Ngadzichikutauriraika, dzifanokuzivisai zvarongwa kuitwa kuIjipiti naTenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋaripiko ɀino iʋo ʋanhu ʋako ʋakacenjera? Ŋgaʋakuʋudze ɀino; ŋgaʋaziʋise ɀakafuŋgwa naJehova wehondo pamsoro peEgipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Varipiko zvino ivo vanhu vako vakachenjera? Ngavakuudze zvino; ngavazivise zvakafungwa naJehovha wehondo pamusoro peIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ko zvino ngwazi dzenyu dziripi? Ngadzichikutauriraika, dzifanokuzivisai zvarongwa kuitwa kuIjipiti naTenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ko zvino ngwazi dzenyu dziripi? Ngadzichikutauriraika, dzifanokuzivisai zvarongwa kuitwa kuIjipiti naTenzi wehondo nehondo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zvino vakachenjera venyu varipiko? Ngavakuratidzei uye vakuzivisei zvakafungwa naJehovha Wamasimba Ose pamusoro peIjipiti. Viz kapitola |